Kumbumba

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Kumbumba (go down, subside) zvinoreva kuserera, kuderera kana kudzikira pahuwandu, kugona kana hupfumi. Vamwe vanoti kumbomba.


Tsika [chinja]

  • Chikwata chenhabvu chiya chazombumba manje.
  • Rwizi rwanga rwambumba pavazoyambuka kuenda mhiri.