Kumbombova

Kubva Wikipedia
  • Kumbombova (Subside swelling) zvichireva kupweva kana kuserera.
  • Kumbombova (Fall in piece of ground) zvichireva kudhirika kwenzvimbo.
  • Kumbombova (Become tender). Rega nyama iti yambombovera iripo pachoto: leave the meat cooking on the fire till it is tender.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mururimi rweKikongo vanoti bofola (v.i. batter in, indent, crush in) vachireva kubhovhora.
  • Mururimi rweKikongo vanoti bofoka (v.t. to be battered in, indented, crushed in) vachireva kubhovhoka.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.