Kuketa
From Wikipedia
Kuketa (sorting) zvinoreva kusarudza zvinhu zvichipatsanurwa. Kuketwa kwezvinhu ibasa rakakosha zvakanyanya muhushangazhi rinobatsira kuronga zvinhu nokunzwisisa huwandu hwazvo maererano nehukoshi hwazvo.
Vafudzi vemombe vanoketa mombe dzavo kana vabva kumafuro vodzitenhera mumatanga akasiyana.
Vanochera ngoda vanoiketa kubva kumatombo mamwe asina hukoshi hwakakura.
Post Office inoketa matsamba zvichienderana nokuti dziri kuenda kupi.