Idi

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti idi (fact; truth) rinoreva kuti zvinhu zviri kutaurwa pamusoro pazvo zvinhu zviripo, zvinobatika, zvinorarama, kana zvakaitika. Nokumwe kutaura kunganzi , chokwadi kana mazvirokwazvo.

Nokumwe kutaura idi rinoturikirwa kuEnglish richinzi freedom from deceit, hypocrisy, or duplicity - honesty.

  • Mapurisa vanofanirwa kutsvaka idi pamusoro pemhosva vasati vapinza mhosva kudare.
  • Mutongo anoda idi chete kuti ritaurwa pamberi pedare, kana mhosva ichitongwa.
  • Panotongwa mhosva panoda idi rivepo kwete kunzwa kuti vapomeri vemhosva vanofungei.
  • Gwazo (n. Fact) kureva idi.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaVenda vanoti ndi masiari avhudi (good afternoon) kureva masikati akanaka. Mamwe mazwi: ni sale zwavhudi kureva musare zvakanaka.
  • Kikongo vanoti ludi (truth, reality, veracity, fact, certain, clear; evidence, advice) vachireva chokwadi. Kimbundu vanoti kidi (n. truth, verity, sincerity).
  • VaKongo vanoti ludika (to tell or speak the truth, bear witness, testify, declare, give evidence, assure, to be candid, to tell something, to confess).
  • VaShambala vanoti yedi (good) kureva kunaka. Sokuti: - mtu mwedi (a good man). Muti wedi (a good tree). kintu kedi (a good thing).
  • VaZigula vanoti uwedi (goodness, niceness, prettiness, beauty, greatness, positiveness) kureva hunaku. Mang'anja vanoti mtera (fact).