Mhosva

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti mhosva rinoreva chakaipa chakaitwa chinosungisa kana chinorangwa pamberi pedare remhosva. Vamwe vatauri vanoti mhaka.

Kurerutsa Mutauro [chinja]

  • Ndiudze kuti mhaka yangu newe ndeipi: tell me what you have against me.
  • Mwana wangu akapara mhaka: my child has committed a crime.
  • Aiwa, haana mhaka: no he is guiltless.