Huyu
From Wikipedia
Huyu kan kuti ipe (honeycomb) chiumbwa chinogadzirwa nenyuchi dzichizogadzira uchi imomo nokuberekera imomo. Huyu ine zvidowo kana zvizinga zvine kuumbwa kwakaita gonyanhanhatu.