Gonyanhanhatu
From Wikipedia
Muchidzidzo Pimanzvimbo gonyanhanhatu chiumbwa chine mativi matanhatu nemikwava mitanhatu. Zvidowo zvechizinga chinogadzirirwa huchi nenyuchi zvine kuumbwa kwakaita gonyanhanhatu.
Chiumbwa ichi chiri pamupanda wegonyazhinji.