Svetuka kuchirochemo

Nangazira reChiedza

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGwekwesera rechiedza chinooneka)
Chiedza chichena chiri kupatsanurarwa pachinodarika muzhumwi yegirazi

Shoko rokuti Nangazira reChiedza riri kuturikira chinonzi light spectrum kuEnglish. Nangazira reChiedza zvinoreva chiwonwa chinotaridza: kurongeka kwakaita chipimwa chiri kucherechedzwa; chichitaridzwa nehuwandu hwemhando dzacho; kana mwero wekutambanuka kwakaita chipimwa chiri kutaurwa nezvacho. Kazhinji nangazira rinenge rakarongeka richitevedzwa chiyero chinopimika chakadai sehurefu hwemasaisai, huremu, kana ruvara. Somuenzaniso murarabungu imhando yenangazira rinoonesa mhando dzeruvara dzinowanikwa kana chiedza chezuva chapatsanurwa. Zvimwechetezvo nangazira rechiedza rinoonekwa kana chiedza chichena chakapfuudzwa chichidarika nemuzhumwi yegirasi.

Izwi rokuti manangazira (extraordinary or spectacular) rinoreva chiro chinosamisa kana chiyahwa. Manangazira makumbo ezongororo.

Mamwe mazwi anokwanisa kuturikira spectrum anoti:

Mhando dzeManangazira

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kimbundu vanoti nzûmbi kana nzûmbe (n. spectrum).
  • Lingala inoti kotala (to look). Herero inoti tara (behold, observe, look at, see) kureva kutarira.
  • Kikongo inoti kutala (to look after, at, for; inspect, view, review, observe, watch, gaze at, notice). Mamwe mazwi: ntala (n. a look, glance).
  • Lugwere inoti idaala kana madaala (1. ladder, step, stair. 2. status, level, rank, stage, gradation, step; relative position in a graded series) kureva dara.