Gondo
From Wikipedia
Gondo (Eagle) ishiri huru inowanikwa muzviwumbe zvose kunze kweAntarctica. MuZimbabwe makondo anozivikanwa nekudya nhiyo zvikurusei kumaruwa.
Tsika [chinja]
Muimbi Oliver Mtukudzi akaimba "Gondo rapotsa nhiyo, rine shungu, rinofunga zvokuparadza".