Rukodzi kana kuti ruvango (Hawk in English) ishiri inonikwa musango muno muAfrica uye kuNorth America neAustralia. Rukodzi runodya nhiyo kumamisha kune huku dzinofamba panze dzisiri muchikwere kana kuti zumbu.