Do

Kubva Wikipedia
  • Do kana nyere (Cell of honeycomb) apa kureva chizinga kana nyere yezinga rehuchi.
  • Do kana chivabwa (Spot) apa kureva vara diki pangava pambatya kana muviri.
  • Do (Fruit of mudo tree) apa kureva muchero unoberekwa nemuti unonzi mudo.
  • Do (Mesh of a net). Mambure ana mado makuru, usvasvi huna mado maduku: hunting nets have a broad mesh, fishing nets have a small mesh.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.