Denga (raMwari)

Kubva Wikipedia

Denga raMwari (Heaven in English) inzvimbo inotenderwa kuti ndiwo muzinda waMwari kwavagere vachitonga zviri ikoko nezviri panyika. Kudenga Mwari vanogara nengirozi dzavo nevatsvene vakafa. Tarisiro yemutenderi wechiKristu wose kuti kana afa anoenda kunosangana achizogara naMwari kwenguva isingaperi narinhi narinhi.