Chokwadi
From Wikipedia
Chokwadi (Truth) zvinoreva chinhu chiripo kana chakaitika mazviro kwazvo, chisiri chekunyepa, kunyengera kana kufungidzira. Vamwe vatauri vanoti idi, kana diko.
Tsika [chinja]
Jesu vakati, "Ini ndini nzira, zvokwadi, nehupenyu".