Guva kana kuti rinda inzvimbo yakavigwa mutumbi wemunhu akafa. Tsika zhinji Pasirose vanotevedza yekucherera chitunha pasi pevhu kana munhu achinge afa.