Shoko rokuti chinamato (religion kuEnglish) rinoreva kuungana kwevanhu vachikudza, kurumbidza nokutenda uyo wavanoona saMwari wavo.