Dhodhi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Dhodhi - kana tadya chikafu choenda mudumbu, kana zvinovaka muviri zvatorwa nemuviri zvinosara ndiro dhodhi ratinozomama kuchimbuzi. dhodhi rine mavara akasiyanasiyana, mamwe madhodhi matema..mamwe ruvara rwezuva, mamwewo euvara rweganda, mashoma anoitawo ruvara rweshizha, eruvara rweganda ndiwo mazhinji acho. Dhodhi rinonhuwa uye harifaniri kudyiwa. kana munhu akarwara, dhodhi rake rinoita mvuramvura, iri rinonzi manyoka. Poti rinoyerera riri mvura mvura iri mapazho