Chikero

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Scale (PSF).png

Chikero (Scale in English) mudziyo unoshandiswa kupima huremu hwezvinhu. Kune mhando dzezvikero dzakasiyana siyana zvichiendera nekukura kwehuremu hwacho.

  • Panopimwa mutumbi pachikero panange pachitsvakwa hugadaga pakati pemutumbi une huremu hunozivikanwa nemumwe usingazivikanwe.