Chemishonga

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Chemicals in flasks.jpg

Chidzidzo chemishonga (chemistry in English) chinowongorora mibvunzo pamusoro pezvinotevera:

  • Kuti mishonga ine faniro dzakaita sei;
  • Kuti mishonga ingachengetwa sei;
  • Kuti mishonga ingashandiswa ichiitiswa mabasa api;
  • Kuti mishonga ine njodzi dzakaita sei;
  • Kuti ndeipi mishonga irimo muzvinhu zvationosangana nazvo mazuva ose.
  • Kuti mishonga iri muzvinhu zvatinosangana nazvo mazuva ose ingakororwa sei kuti ishandiswe mabasa ave kuzivikanwa.