Chapfunga
From Wikipedia
Chapfunga (Bilharzia in English) chirwere chinoti kana munhu akapedza kuita weti anobuditsa madonhwe eropa pasikarudzi yake. Chirwere ichi chinonyanya kutapurirwa nehutachiona hunowanikwa mumvura isingayerere; zvikurusei madziva anotuhwinwa munzizi.