Asimudzwanashe

Kubva Wikipedia

Asimudzwanashe izita re Chivanhu rinonzwika serechikomana, asi ringagona kupuhwa kuvana vechikadzi kufanana sezvinoitwa mamwe mazita eChivanhu. Mamwe mazita aripedyo anosanganisa Isheamusimudza, Akudzwanashe, Isheamukudza.

Pachipfupi munhu anganzizve Asimudzwa.

Mamwe mazita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]