Zvitsuwa zve Tokara

Kubva Wikipedia
Zvituswa zve Tokara semuchikamu che gururundu re Ryukyu

Zvituswa zve Tokara (吐噶喇列島, Tokara-rettō) igururundu ririmuZitsuwa zve Nansei, uye muchikamu cheZvituswa zve Satsunan, izvowo zviri muchikamu chegururundu re Ryukyu. Gururundu re Tokara rinotora 150 makiromita (81 nmi), rine zvitsuwa zvidoko zvikuminembiri zvakagadzikwa pakati pe Yakushima ne Amami Ōshima.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]