Svetuka kuchirochemo

Zvinotarisirwa

Kubva Wikipedia

Zvinotarisirwa (expectations) kureva zvinhu zviri pamoyo wemutengi zvaanoshuvira kuti kana achinge atenga mudziyo unofanirwa kunge wakaita. Mutengi anofanirwa kuti adudze kana kudoma zvaarikuda pamudziyo waari kutenga.