Ginya

From Wikipedia
(Redirected from Zvembabvu)
Jump to navigation Jump to search

Ginya kana kuita zveginya (by force; by violence) zvinoreva kuita chinhu zvechisimba, zvokumanikidzira, zvembabvu kana zvenharo.

  • Vakatoita zveginya kuti vaiwane stand iyoyi, nokuti kanzuru yanga ichiita zvechizivano.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKikuyu vanoti hinya (n. violence; might; domination).
  • VaKikuyu vanoti hinya (strengthen; faculty; energy; authority).
  • VaKikuyu vanoti kuenda na hinya (to demand).
  • VaKikuyu vanoti kokwata na hinya (to confiscate).
  • VaKikuyu vanoti mundu wa hinya (adj. zealot).
  • VaKikuyu vanoti -a hinya (adj. violence; warlike; vigorous; tough; muscular; firm; dominant).