Ziso rakasara panzara

Kubva Wikipedia

Chirevo chokuti kutarisa neziso rakasara panzara zvinoreva kutarira uchiita zvekubira uchitarira nedivi reziso usinganatsi kudondeka zvauri kutarisa.