Zimbabwe Open University

Kubva Wikipedia

Zimbabwe Open University (ZOU) ndiyo yoga yunivhesiti iri munyika inodzidzisa vanhu chero vari kwavari. Yakavambwa mugore ra1999, yunivhesiti yakawedzera huwandu hwevadzidzi munguva yayakavambwa. Pahuwandu hwevadzidzi kuwana fundo yepamusoro pamayunivhesiti makuru muZimbabwe.