Svetuka kuchirochemo

Zezuru

Kubva Wikipedia

Zezuru kana ChiZezuru imhando yeChiShona chinotaurwa mumatunhu eMashonaland.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaKongo vanoti zeza (v.i. to be, become or get slack, or loose; to slacken, abate, relax, melt, thaw, give, yield, become weak, to despair, to abandon what one had determined to do).
  • Mururimi rweKikongo vanoti zeza (n. slackness, relaxing, thaw, despair, melt as oil, abate).
  • Mururimi rweKikongo vanoti zezesa (v.t. to cause to loosen, to make slack, slacken, loosen, ease, relax).
  • Mururimi rweKikongo vanoti zezula (v.t. relax, make slack or loose - see zees above).
  • Mururimi rweKikongo vanoti zezuka (v.i. see zeza above).