Zanhi

From Wikipedia
Paper 450x450.jpg

Zanhi (kureva sheet of paper; paper) bepa kana karata kutora Shook reChiswahiri, chinhu chitete chakagadzirwa (zvikuru) ne marise (fibre) e huni akatsindirwa pamwe chete. Vanhu vanonyora pabepa nepenzura kana karamu, uye manwadhi ne mamagazini anogadzirwa ne mabepa. Bepa rinogona kunwririra mutuvi senge mvura, saka vanhu vanogona kuchenesa zvinhu nebepa. Kune mhando dzakawanda dzebepa.

Vanhu vakatanga kugadzira bepa waive Machayina.

Zita mumitauro ye Chibantu[chinja | edit source]

MuChiswahiri - Bepa rinonzi karatasi kutora shoko reChigiriki Χαρτί kharti rakabva wo kuChiarabhu قرطاص qartas.

MuChishona rinenge richinzi kaharati kutora shoko reChigiriki kana karatasi futi kutora shoko reChiarabhu.

  • Ikhasi muChizulu

Mamwe mapeji ekutarisa[chinja | edit source]