Zame

Kubva Wikipedia

Zame nderimwe zita rechikare raishandiswa kudana Mwari muChishona.

MuChibanthu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Vamwe Vabanthu vanotenda kuti iri izita rakazvimirira reumwe Mwari, uye Mwari wacho mutongi wematenga uye wezuva. Muzvitendero zvevamwe Vabanthu vanoshandisa mazita akafanana nereChishona, mienzaniso yakadorongotswa pazasi: