Winky d

Kubva Wikipedia

uyu murume anoimba mumhanzi unanakidza kwazvo, imwe yemimhanzi yake inoita iyo inonzi Vanofamba vacitaura,Uazvifambise mbiri na Rasta wemadsnce. winky D ndiye uya wevanhu watinoti maRasta, ava vanhu vane bvunzi rechiAfrikan, seraSamson wemuBhaibheri (anowonekwawo kuti aive mwana wemuAfrika). MaRasta vanofarira kushandisa mbanje semushonga unobatsira kudzivirira zvinhu zvakawanda, uye kudzivirira mhepo dzakashata. MaRasta anonamata Haile Selassie, kana kuti King Rastafari, paripo panobva zita rekuti Rasta. Winky D anozivikanwawo saBig Man dzimwe nguva, kana zvake zvapisa. Uyezve anofarira kurova micheno, kunyaya sitaira yemaJini ne Bachi.