Vandebele (vekuChamhembe)

Kubva Wikipedia

Vandebele (kureva AmaNdebele; Vandebele vekuAfurika Chamhembe) kana Wandebele iboka revanhu verudz rwe chiMbo vanowanikwa muAfurika Chamhembe uye vanotaura Chindebele chavanoti isiNdebele. Vandebele vanowanikwa kunharaunda dze Mpumalanga, Gauteng ne Rimupopo, nzvimbo dzose dziri kumaodzanyembaemabvazuva e nyika yacho. Kunywangwe vose vari mapoka makuru e rudzi rwe chiMbo, Vandebele vokuAfurika Chamhembe ngavasakanganiswe ne Vandeḅele vekwedu kuZimbabwe avo vatsva vakapatsanurana ne dzinza re Vazulu.

Zita ravo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita re Vandebele muChishona haridi kunyorwa zvakasiyana nokuti "b" ari anowanikwa mu "Ndebele" akafanana ne anowanikwa mubumbiro re mabhi eChishona, kusiyana ne Mandeele ekwedu anoshandisa "b" ari pakati pa "v" na "b".