Vakristu vechiArabhu
Mataridziko
Vakristu vechiAarabhu (Chiarabhu: ﺍﻟْﻤَﺴِﻴﺤِﻴُّﻮﻥ ﺍﻟْﻌَﺮَﺏ, al-Masīḥiyyūn al-ʿArab) ruchava rwe Vaarabhu, dhidhizha reMaarabhu, kana vatauri-veChiarabhu vanotenda Ukristu. Chiperengo cheVakristu vechiArabhu vanogara kuMabvazuva Epakati chinofungidzirwa kuva mamiriyoni makumi kana makumimashanu. Nharaunda dze Vakristu vechiArabhu dzinokwanisa kuwanikwa muuzhinji hwe pasirose re Uarabhu, asi, vanowanzowe vakazara kuchisi che Medhiteraniya ye Mabvirazuva che Levhanthi ne Ijipita, nemanharaunda madoko anowanikwa mumugimbakirwa we Uarabhu ne Maodzanyemba eAfurika.
Ringai zve
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mipanguro:
- Vakristu vechiArabhu
- Mapoka eVakristu ari muMabvazuva Epakati
- Machava ari muMabvazuva Epakati
- Mapoka emachava ari muIraki
- Mapoka emachava ari muSiriya
- Mapoka emachava ari muIsiraeri
- Mapoka emachava ari muJorodhani
- Mapoka emachava ari muRebhanoni
- Mapoka emachava ari muTuruki
- Mapoka emachava ari muMoroko
- Mapoka emachava ari muMuvuso we Palastini