Rurimi rweKinga

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaKinga)

Kinga mutauro weAfrika unowanikwa kuMakete District muNjombe Region kucchamhembe kweTanzania. Mutauro uyu uri muboka remitauro iri kuderera zvakanyanya pakushandiswa kwavo.