Rurimi rweKinga

Kubva Wikipedia

Kinga mutauro weAfrika unowanikwa kuMakete District muNjombe Region kucchamhembe kweTanzania. Mutauro uyu uri muboka remitauro iri kuderera zvakanyanya pakushandiswa kwavo.