Utetsa

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti utetsa kana runya, chivhinyu, chirabu (state of being sensitive, touchy, quick tempered) munhu asingadi kubatwa kana kutaurwa pamusoro pake, anokasira kushatirwa, kugumbuka kana kuramwa. Mashoko aya anokwanisawo kurevera musoro wenyaya unounza kupokana nguva zhinji.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • ... ngorunya rwavo vakatema-tema mirunda yekabi: and at their whim they maimed cattle (Genesis 49:6 Bhaibheri reChiNdau).