Usomo

Kubva Wikipedia

Usomo kana kuti shomwe zvinoreva mhodzi dzinowanikwa mukati memateko enzungu kana pakati petsongoro pamichero yakadai sehacha kana pfura - idzi dziri mhodzi dzakapfava uye dziine mafuta.

Aya mashoko achashandiswa kuturikira inonzi nucleus kuChirungu. Shoko rokuti nucleus rinobva kuLatin richireva small nut, kernel or core - apa kureva kaya kanzungu kanowanikwa pakati pemateko kana pakati petsongoro dzemichero yakadai sehacha kana mapfura.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vatauri veKikongo vanoti ntima (core).