User talk:Lchag

Zvirozvemo zvezanhi hazvitsigirwe mumimwe mitauro.
Kubva Wikipedia

Zimbabwe inyika yakakomberedzwa nedzimwe nyika inowanikwa nechekuchamhembe kwedunhu reAfrica, yakakomberedzwa nenzizi dzeLimpopo neZambezi. Yakakomberedzwa nenyika dzinoti Botswana, Mozambique, South Africa neZambia. Chero zvazvo Zimbabwe isina kuganhurana nenyika yeNamibia, panongoverengeka nhambwe mazana maviri chete rwuri rwizi rweZambezi chete rwunosiyanisa nyika idzi. Zimbabwe ine vanhu vanokwanisa kusvika makumi matatu ezvuru zvezvuru. Marudzi anonyanyotaurwa munyika iyi anosanganisira ChiShona, ChiNdebele neChirungu.