Ungochani (homosexuality) zvinoreva kuita zvepabonde kana kudanana kwenyengo kwevanhurume vaviri kana vanhukadzi vaviri.