Umvelinqangi

Kubva Wikipedia

UMvelinqangi ishoko reChinguni rinoshandurwa kureva "Mukurukuru" kana "Upepuko Utsvene"; anoonekwa sesosi yezvose ziviripo, zvakavepo uye zvichavepo.

UMvelinqangi, kunyangwe sezvinotendwa kazhinji haana husamunhu (personification). Umvelinqangi pachaicho anotsanangurwa se musiki wezvose, haasi mukadzi, haasi murume, haasi zvose zviiri, haasi mweya asi ndinyasatsanangurwa (indescribable).

Ukukhothama (Ufungisiso) chaive chiito chaitwa zvakanyanya pakati peVazulu mushure mekuuya kweVatorwa. Ukukhothama yaive nzira yekuwana "ubunye noMvelinqangi" (kureva "humwe ne Upepuko Utsvene").