Transformer

Kubva Wikipedia

transformer , uses transforms current

Transformer idevice inochinja alternating current voltage ichiidzikisa kana kukwidza voltage.Kune step up transformer nestep down transformer.

step up transformer[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Step up transiformer itransformer inochinja low voltage yekualternating current ichiisa kuhigh voltage .Step up transformer inemacoiled wire mashoma kuprimary Coil than kusecondary.Zvinhu izvi zvinofanha kusiyana kumacoiled times kuti zvichinje voltages.

step down transformer[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Step downer transformer ndere kudzikisa mavoltages from high voltage to low voltages.Mastep down transformers aya anemany coiled copper kuprimary core nemafew coiled copper kusecondary circuit.

Auto transformer[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

capacitor voltage transformer[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

File:Capacitor voltage transformer.jpg
capacitor voltagge transformer

audio transformer[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

File:Audio transformer.jpg
audio transformer

uses[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Transformers anoshandiswa pakuwedzera masignals arikudiwa kuti mardaio waves ashande.Matransformer anoti maradio frequencies awedzere .Anoshandiswa kutransmitter zvinhu zviri kure kure.Kumagetsi matransformer anoshandiswa kuwedzera magetsi kana kudzora magetsi.Matransformers aya aitakuti technology yeve simple.