Tonderai
Mataridziko
Tonderai (Person's name) - izita rakafanana nekuti, Yeukai, Rangarirai, ishoko rinoshandiswa seyeuchidzo yekuti munhu kana vanhu vasakanganwe chimwe chinhu.