Talk:Zviperengo zvehuwandu
Jump to navigation
Jump to search
Kana tikada zvekukwereta mashoko eChirungu akaita sa million, tinofanira kumataura nekumanyora mashoko aya nematauriro uye manyorego aanotitwa nevanhu vanotaura ChiShona. MuChiShona hatina chiperengo "L", nokudaro million tinoinyora muChiShona seizvi, miriyoni. Izvi zvakafanana nezvatinota shoko reChiRungu rinoti, table, iro ratinonyora muChiShona seizvi, teburo kana kuti, tafura. ~~ Kuda Rukanda