Soro sezita
Mataridziko
Soro izita remhuri rinowanikwa kuCote d'Ivoire.
- Vanhu vane zita iri: Yasmine Soro; Mariam Soro; Nina Soro; Elodie Soro.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mandinka vanoti soro (n. embroidery). Mamwe mazwi: soro (n. fish spear; penetration) kureva pfumo.
- Sangho vanoti soro (v. choose, sort) kureva kusarudza. Mamwe mazwi: soro (n. choice, sorting, selection) kureva sarudzo.
- Sangho vanoti söröngängö (v. differentiate) kureva kutsauranisa. Soro (sorting).