Solomon Mutswairo

Kubva Wikipedia

Solomon Mutswairo, anogona kudaidzwa echinzi Mutsvairo (26 Kubvumbi 1924 - Mbudzi 2005), anga ari mwana weZimbabwe munyori wenganonyorwa.

Mutsvairo munyori wekutanga wenganonyorwa muZimbabwe.