Simbi dzakaderera

Kubva Wikipedia

Simbi dzakaderera (Base metals, low priced e.g. Ni, Cu, Zn, Pb). Saka simbi dziri muboka iri dzine mutengo wakaderera. Boka iri rinosanganisira Nickel, Copper, Zinc uye Lead.

Simbi dzakaderera dzinorhiyekita neOxygen zviri nyore.