Svetuka kuchirochemo

Mushuma

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuShuma)

Mushuma kana mutunduru (Diospyros mespiliformis. Jackalberry) muti unowanikwa muZimbabwe unobereka muchero unonzi shuma, shenje kana chenje.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • IsiNdebele vanoti umdhlauzo (Diospyros mespiliformis. Ebony Diospyros) kureva mushuma.

Mapikicha[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvakakochekerwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]