Sangano reHutano Pasirose

From Wikipedia

Sangano reHutano Pasirose (World Health Organisation) ibazi reMubatanidzwa weNyika Pasirose rinoita mabasa anotsigira kuchengetedzwa kwehutano munyika dziri Pasirose.