Samasimba

Kubva Wikipedia

Zvinoreva munhu ane masimba akawanda. Izwi iri rinoshandiswa navashona kureva Mwari, Musiki.