Ruyanano

Kubva Wikipedia

Ruyanano kana kuwadzanisa, (reconciliation) zvinoreva kudzoredzanisa vanhu vanga vagumburisana vasisina kuwirirana, kufambidzana kana kudyidzana kuti vawirirane pakare.