Rimuka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Rimuka (game park; an area set aside for preserving wildlife) zvinoreva sango yakachengetwa senzvimbo inogara mhuka dzesango. Somuenzaniso rimuka reHwange kureva Hwange National Park.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Cherimuka paridza wabaya.Announce a kill in a game reserve (only) after you have got it.
  • Chomusango ridza mhere wabaya. Announce a kill after getting it in the veld.
  • Chisiri chako pembera wadya. For something that is not yours, be grateful after eating.