Pamberi pa Kristo
Pamberi pe kuzvarwa kwa Jeso Kristo (pachipfupi PK; Nge: before Christ; BC) ndeimwe nzira yekutaura kuenda kwemakore.
MuChingezi makore aya anodanwa achinzi BC.
Chiverengero ichi chave nzira yekuverenga makore anoshandiswa zvakanyanya pasirose nhasi.
Gore roga roga rinoverengwa kubva parinofungidzirwa kuva gore rokuzvarwa kwa Jeso Kristo . Makore akatevera kuberekwa kwake anodudzwa mukuwedzera kuna Mushure ma Kristo kana kuti: AD.
Kune nhoroondo yekuverenga uku ona: Nhoroondo yeChiverengo "Pamberi / Mushure ma Kristo"
Zita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Kuti Pamberi pa Kristo (PK) zvinoreva wo kuti Before Christ (BC) kuvaye vanoshandisa makore eChikristu, asi pakusanganisa vanhu vese vamwe vanoti wo Pamberi peZera riNjee (pachipfupi PZN; kureva Before Common Era (BCE)) vachitauro iyo nguva ye Pamberi pa Kristo.